Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

Jeremiya

Unodzidzei kubva kushamwari yaJehovha Jeremiya?

Hananiya, Mishaeri naAzariya

Unodzidzei kubva pashamwari dzaJehovha dzinoti, Hananiya, Mishaeri naAzariya?

Sorry, there are no terms that match your selection.