Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

DZIDZA KUBVA KUSHAMWARI DZAJEHOVHA

Abheri

Abheri

Shandisa pepa iri rinoprindwa remabasa ekuita kuti udzidze kubva kushamwari yaJehovha Abheri.

Vabereki verengai uye kurukurai nevana venyu Genesisi 4:2-5 uye VaHebheru 11:4.

Dhaunirodha kana kuti prinda basa iri rekuita.

Chekai mifananidzo iri papeji yekutanga motevedzera mirayiridzo yakanyorwa ipapo kuti mugadzire zviri papeji inotevera. Pamunenge muchiita izvi nevana venyu, pindurai mibvunzo iri panoperera vhidhiyo. Kana uine mamwe mapepa emabasa aya awakamboshandisa unogona kuaisa pamwe chete wogadzira bhuku.