Enda pane zvauri kuda

MABHUKU ANE MASHOKO ANOBATSIRA PASI RESE

Mabhuku eZvapupu zvaJehovha

Mabhuku eZvapupu zvaJehovha

Mabhuku eZvapupu zvaJehovha anobatsira vanhu kuti vaswedere pedyo naMwari uye vawedzere kunzwisisa Bhaibheri. Mabhuku aya anobatsira chaizvo vaverengi uye anogona kuchinja upenyu hwavo.