Enda pane zvauri kuda

MABHUKU ANE MASHOKO ANOBATSIRA PASI RESE

Zvapupu zvaJehovha Zvinoona Sei Nyaya Yekurapwa?

Zvapupu zvaJehovha Zvinoona Sei Nyaya Yekurapwa?

Zvapupu zvaJehovha zvinoona upenyu sechipo chatakapiwa naMwari. Vanoona upenyu neropa sezvinhu zvitsvene. Vanoedza kutsvaga marapirwo akanakisisa uye vanoshanda pamwe chete navanachiremba kuti vawane nzira dzekurapwa dzakanaka uye dzisingasanganisiri kuwedzerwa ropa.