Enda pane zvauri kuda

MABHUKU ANE MASHOKO ANOBATSIRA PASI RESE

Zvapupu zvaJehovha Uye Mhuri

Zvapupu zvaJehovha Uye Mhuri

Zvapupu zvaJehovha zvinoedza kushandisa zvinodzidziswa neBhaibheri mumhuri dzavo, izvo zvinobatsira varume, madzimai uye vana. Kuita izvi kunoita kuti munhu wese mumhuri anzwe akachengeteka uye anzwe kuti anodiwa. Vabereki vanoziva kuti vane basa rinokosha chaizvo rekudzidzisa vana vavo mitemo iri muBhaibheri.