Enda pane zvauri kuda

MABHUKU ANE MASHOKO ANOBATSIRA PASI RESE

Zvapupu zvaJehovha Zvinoungana Zvichinamata

Zvapupu zvaJehovha Zvinoungana Zvichinamata

Zvapupu zvaJehovha zvinoona nyaya yekuungana vachinamata sechinhu chinokosha zvikuru pakutenda kwavo. Misangano yavo inowanzoitirwa pazvivakwa zvavanodana kuti Dzimba dzeUmambo. Pamisangano yacho panenge pachidzidzwa Bhaibheri uye munhu wese akasununguka kuuya.