Enda pane zvauri kuda

27 MARCH 2023
NDEZVIPI ZVITSVA

Google Assistant Haichashandi paJW.ORG

Google Assistant Haichashandi paJW.ORG

Kubva muna June 2023, Google Assistant inenge isisashandi pajw.org nemhaka yezvimwe zvinhu zvakachinjwa neGoogle. Izvi hazvisi kuzochinja mashandiro anoita Amazon Alexa pajw.org.