Enda pane zvauri kuda

23 MARCH 2021
RUSSIA

Chikumbiro chaHanzvadzi Galina Parkova Chekuti Nyaya Yavo Idzokezve Mudare Charambwa

Chikumbiro chaHanzvadzi Galina Parkova Chekuti Nyaya Yavo Idzokezve Mudare Charambwa

Musi wa22 March 2021, dare reRostov Regional Court rakaramba chikumbiro chahanzvadzi Galina. Mutongo wavakambopiwa wekugara mujeri kwemakore maviri nemwedzi mitatu ndiwo uchange wava kushanda.