Enda pane zvauri kuda

Hama Vadim Gizatulin

25 NOVEMBER 2022 | NYAYA IYI PAYAVA: 8 DECEMBER 2022
RUSSIA

NYAYA IYI PAYAVA—HAMA YAKANZI INE MHOSVA | “Tinoziva Kuti Hatisi Tega”

NYAYA IYI PAYAVA—HAMA YAKANZI INE MHOSVA | “Tinoziva Kuti Hatisi Tega”

 

Musi wa7 December 2022, Dare reDistrict Court of the City of Chelyabinsk rakati Hama Brother Vadim Gizatulin vane mhosva uye rakavatongera kugara mujeri kwemakore maviri, asi mutongo wacho wakambosendekwa padivi. Havasi vava kufanira kuenda kujeri pari zvino.

Nhoroondo Yeupenyu

Nesuwo tine chokwadi chekuti patinosangana nematambudziko hatisi tega. Jehovha haazombosiyi vashumiri vake vakavimbika.—Pisarema 9:9, 10.

Zvinhu Zvakaitika

  1. 26 March 2019

    Imba yahama Vladimir Suvorov yakasechwa

  2. 31 August 2021

    Vadim anopomerwa mhosva yekuita mabasa musangano rechitendero rakabhanwa nehurumende

  3. 22 October 2021

    Imba yake inosechwa kechipiri. Vadim nemudzimai wake vanotorwa kuti vanobvunzurudzwa

  4. 14 July 2022

    Anonzi asaita nzendo

  5. 18 August 2022

    Nyaya yacho inopinda mudare