Enda pane zvauri kuda

Hama Aleksandr Shutov

12 SEPTEMBER 2022 | NYAYA IYI PAYAVA: 13 JUNE 2023
RUSSIA

NYAYA IYI PAYAVA—HAMA YEDU YAKANZI INE MHOSVA | Aleksandr Shutov Ari Kuramba Achivimba naJehovha

NYAYA IYI PAYAVA—HAMA YEDU YAKANZI INE MHOSVA | Aleksandr Shutov Ari Kuramba Achivimba naJehovha

Musi wa9 June 2023, dare reLazo District Court of the Khabarovsk Territory rakati Hama Aleksandr Shutov vane mhosva. Rakavapa mutongo wemakore maviri nemwedzi mishanu asi mutongo wacho wakambosendekwa padivi. Havasati vava kufanira kuenda kujeri pari zvino.

Zvinhu Zvakaitika

  1. 26 July 2021

    Anopomerwa mhosva

  2. 30 July 2021

    Imba yavo inosechwa. Hama Aleksandr vakasungwa, vakabvunzurudzwa, vachibva vasunungurwa asi vakarambidzwa kuita nzendo

  3. 3 August 2021

    Zita ravo ranyorwa pamazita evanhu vanopandukira hurumende.

  4. 28 April 2022

    Nyaya inopinda mudare

Nhoroondo Yeupenyu

Kutambudzwa zvakuri kuwedzera, dai tese tikasimbisa kutenda kwedu, totsunga ‘kuvimba nerudo rwaMwari rusingachinji, nariini nariini.’—Pisarema 52:8.