Enda pane zvauri kuda

Hama Aleksandr Seredkin nemudzimai wavo, Svetlana

28 JULY 2022
RUSSIA

NYAYA IYI PAYAVA—HAMA YEDU YAKASUNGWA | Kutsigirwa Neshamwari Dzakavimbika

NYAYA IYI PAYAVA—HAMA YEDU YAKASUNGWA | Kutsigirwa Neshamwari Dzakavimbika

Musi wa15 November 2022, Dare reOktyabrskiy District Court riri muNovosibirsk rakati Hama Aleksandr Seredkin vane mhosva richibva ravatongera kugara mujeri kwemakore 6. Vakabva vatotanga kupika mutongo wavo.

Zvinhu Zvakaitika

  1. 19 April 2019

    Hama Aleksandr vanopomerwa mhosva

  2. 21 April 2019

    Vanorambidzwa kubva pamba

  3. 8 May 2019

    Zita ravo rinonyorwa pamazita evanhu vanopandukira hurumende

  4. 2 March 2022

    Nyaya yavo inopinda mudare

Nhoroondo Yeupenyu

Tinofara kuti hama nehanzvadzi dzedu dziri kuramba ‘dzichikurudzirana uye dzichivakana’ kuti Jehovha arumbidzwe.—1 VaTesaronika 5:11.