Enda pane zvauri kuda

Hama Aleksandr Filatov

21 SEPTEMBER 2022 | NYAYA IYI PAYAVA: 2 JANUARY 2023
RUSSIA

NYAYA IYI PAYAVA—HAMA YEDU YAKASUNGWA | Kutsvaga Zvinhu Zvinoita Kuti Afare

NYAYA IYI PAYAVA—HAMA YEDU YAKASUNGWA | Kutsvaga Zvinhu Zvinoita Kuti Afare

Musi wa28 December 2022, dare reOktyabrskiy District Court of Krasnoyarsk rakati Hama Aleksandr Filatov vane mhosva. Vakatongerwa kugara mujeri kwemakore 6. Vachiri vakavharirwa.

Zvinhu Zvakaitika

  1. 9 July 2021

    Hama Aleksandr vakapomerwa mhosva yekuronga kuita mabasa esangano rinonzi rinopandukira hurumende

  2. 11 July 2021

    Imba yavo yakasechwa

  3. 13 July 2021

    Vakasungwa vakaendeswa kuMinistry of Internal Affairs

  4. 15 July 2021

    Vakavharirwa vachimirira kuti nyaya iende kudare

  5. 20 January 2022

    Nyaya yavo yakatanga kutongwa

Nhoroondo Yeupenyu

Muenzaniso waAleksandr wekuramba akatendeka unotiyeuchidza kuti Jehovha anokomborera vaya vanomushumira ‘vachipembera uye vaine mwoyo inofara.’—Dheuteronomi 28:47.

a Painyorwa nyaya ino, Hama Filatov vakanga vakavharirwa vachimirira kuti nyaya yavo itongwe saka hatina kukwanisa kutaura navo.