Kushandisa JW.ORG
Kuti unyatsoziva mashandiro ejw.org verenga zviri pasi apa.
Zviri paJW.ORG
Tevedzera zviri kutaurwa apa kuti uwane bhuku kana vhidhiyo yauri kuda zviri nyore. Ona kuti unotsvaga sei bhuku, magazini, kana faira rauri kuda kudhaunirodha pajw.org.
Kana Uchida Kuchinja Mutauro
Ona kuti ungachinja sei mutauro, kana kuverenga nyaya mune mumwe mutauro pajw.org.
Kushandisa JW.ORG Pafoni Kana paTablet
Dzidza zvaungaita kuti ushandise foni kana tablet pakuverenga mabhuku, Bhaibheri repaIndaneti kana kuteerera zvakarekodhwa.
Shandisa Study Bible (Bhaibheri Rekudzidza)
Kushandisa kwaungaita zvinhu zvinokubatsira pakutsvakurudza zviri paIndaneti nezvimwewo zviri muNew World Translation of the Holy Scriptures (study edition).
Tumira Link yeNyaya, yeVhidhiyo, Kana Kuti yeBhuku
Mazano ekutumira vamwe link yezviri pajw.org.
Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa—JW.ORG
Wana mhinduro dzemibvunzo inonyanya kubvunzwa.