Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Angola

  • Benguela, Angola​—Kuitisa chidzidzo cheBhaibheri muMutauro Wemasaini wekuAngola

Zvapupu zvaJehovha—Angola

  • Vagari vemo—36 149 000
  • Zvapupu zvaJehovha—169 960
  • Ungano—2 567
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa221

MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO

Kubatsira Vari Kuwirwa Nenjodzi

Mugore rebasa ra2020, upenyu hwemamiriyoni ehama nehanzvadzi dzedu pasi rese hwakaviringidzwa nechirwere cheCOVID-19 uye njodzi dzinongoitika dzega. Zvii zvatakaita kuti tivabatsire?