Kushanduka-shanduka Uye Kusikwa
Zvakashanduka-shanduka Here Kana Kuti Zvakasikwa
Upenyu Hwakatanga Sei?
Vanhu vakawanda vakadzidza uye nyanzvi dzesainzi havagutsikani netsanangudzo yekuti zvinhu zvakaita zvekushanduka-shanduka.
Zvinotaurwa neBhaibheri nezveMusiki
Zvarinotaura zvinoenderana here nezvinotaurwa nesainzi?
Mwari Akaita Kuti Zvinhu Zvishanduke-shanduke Here Kuti Pave Nemarudzi Akasiyana-siyana Ezvinhu Zvipenyu?
Hapana chiri muBhaibheri chinopesana nezvakaonekwa nevesainzi kuti zvisikwa zverudzi rumwe chete zvinogona kusiyana-siyana.
Vechiduku Vanotaura Nezvekutenda Kuti Mwari Ariko
Vhidhiyo iyi yemaminitsi 3 iri kuratidza vari kuyaruka vachitsanangura zvinoita kuti vabvume kuti kune Musiki.
Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Ukuru hwaMwari
Zuva rimwe nerimwe ndezvipi zvinhu zvaunoona zvakasikwa naMwari? Tinogona kuona uchenjeri hwake uye rudo rwake rwakadzama kubva pazvinhu zvaakasika.
Kushamisa Kunoita Carbon
Carbon inokosha chaizvo kuti zvinhu zvirarame. Nemhaka yei?
Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 1: Sei Tichiti Mwari Ariko?
Unoda here kutsanangurira vamwe usingatyi kuti nei uchitenda kuti Mwari ariko? Verenga nyaya ino unzwe mazano aungashandisa.
Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 2: Nei Tichiti Hatina Kubva Kumhuka?
Zvikonzero 2 zvinoratidza kuti nyaya yokuti vanhu vakabva kumhuka ndeyenhema.
Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 3: Nei Kubvuma Kuti Zvinhu Zvakasikwa Kuine Musoro?
Kubvuma kuti zvinhu zvakasikwa hakurevi kuti unopikisana nesayenzi.
Ichokwadi Here Kuti Takabva Kumhuka?
Ndezvipi zvine musoro?
Bhaibheri Rinotii Nezvemhuka Dzainzi maDinosaur?
Rinoenderana nesainzi here?