Enda pane zvauri kuda

Mwari Ndiye Anoita Kuti Zvikure

Mwari Ndiye Anoita Kuti Zvikure

Unoziva here kuti chokwadi chinokura sei mumwoyo memunhu?

Vabereki verengai nevana venyu 1 VaKorinde 3:6, 7, mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Kana mapedza kuona vhidhiyo inonzi Mwari Ndiye Anoita Kuti Zvikure, batsirai mwana wenyu kukala manhamba ari papikicha achishandisa kala yakanyorwa panhamba imwe neimwe. Pamunenge muchiita izvi mese, kurukurai mhinduro dzemibvunzo iri pasi apa.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.