Enda pane zvauri kuda

Ndanonokerwa NeGungano!

Ndanonokerwa NeGungano!

Nakidzwai nekuita zviri pasi apa, muchigadzirira kupinda gungano remunharaunda semhuri!

Vabereki verengai nevana venyu VaHebheru 10:24, 25 mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Shandisai zviri pasi apa kuti mubatsire vana venyu kugadzirira gungano remunharaunda

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.