Enda pane zvauri kuda

Pepa Rekushambadzira: Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye?

Pepa Rekushambadzira: Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye?

Pepa iri rekushambadzira rinogona kukuyeuchidza nezvekukosha kwekusarudza shamwari dzinoda Jehovha.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Chidzidzo 47: Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye?

Jehovha anoda kuti uve neshamwari, asi ungaita sei kuti usarudze shamwari dzakanaka?

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye?

Sarudza shamwari dzichakubatsira kuti uve shamwari yaJehovha sezvakaitwa naMarita naSarudzai.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.