Enda pane zvauri kuda

Rumbidza Jah Pamwe Neni

Rumbidza Jah Pamwe Neni

Pamunenge muchiita basa iri, yeukai zvikonzero zvakawanda zvamuinazvo zvekuti murumbidze Jehovha.

Vabereki verengai nevana venyu Pisarema 146:2, mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Onai vhidhiyo inonzi Rumbidza Jah Pamwe Neni, mokurukura zvikonzero zvinoita kuti tirumbidze Jehovha. Chekai mapikicha emhuka nezvimwe zviripo. Kana mapedza, namirai mapikicha acho paanofanira kuenda sezvamaona muvhidhiyo.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.