Enda pane zvauri kuda

Fungai Vaya Vari Mubasa Renguva Yakazara

Fungai Vaya Vari Mubasa Renguva Yakazara

Ndezvipi zvimwe zvatingaita pakushumira Jehovha? Funga dzimwe nzira dzaungabatsira nadzo vari mubasa renguva yakazara.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

“Ravirai Henyu Muone Kuti Jehovha Akanaka” (Rwiyo 80)

Bata nziyo iyi nomusoro uzoiimbira mumwe munhu ari mubasa renguva yakazara.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.