Enda pane zvauri kuda

Gadzira Bhegi Rako Rekunoparidza!

Gadzira Bhegi Rako Rekunoparidza!

Dhaunirodha pepa iri, ona vhidhiyo inonzi “Hande Kunoparidza,” chibva wagadzira bhegi rekunoparidza.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Hande Kunoparidza

Sarudzai agadzirira here kuenda kunoparidza? Tarisa vhidhiyo kuti uone kuti unogadzirira sei.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Ngatigadzirirei!

Kuda naSarudzai vanofanira kupfeka hembe dzipi pavanoenda kunoparidza?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.