Enda pane zvauri kuda

Ida Imba yaJehovha

Ida Imba yaJehovha

Imba yedu yeUmambo inofanira kugara yakachena uye zvinhu zvakarongedzwa. Zvii zvaungaita kuti igare yakachena?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Ida Imba yaJehovha

Unobatsirawo here pakuchenesa Imba yeUmambo?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.