Enda pane zvauri kuda

Imbira Jehovha Rwiyo!

Imbira Jehovha Rwiyo!

Kana mapedza kugadzira peji ine muti nevanhu vari kuimba, imbirai Jehovha mobva mabata nemusoro rwiyo rwekuti “Jehovha Ndiro Zita Renyu.”

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Jehovha Ndiro Zita Renyu (Rwiyo 2)

Rumbidzai zita rinokudzwa raJehovha nerwiyo urwu.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.