Enda pane zvauri kuda

Jehovha Ishamwari Yangu

Jehovha Ishamwari Yangu

Jehovha ishamwari yedu, akasika zvakanaka kuti tinakidzwe neupenyu. Ndezvipi zvimwe zvaakasika zvaunoziva?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Jehovha Ishamwari Yangu

Ita kuti Mwari ave shamwari yako!

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.