Enda pane zvauri kuda

Kanganwira Vamwe

Kanganwira Vamwe

Jehovha anoda kuti tiregerere vamwe. Tarisa uone kuti tingazviita sei.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Kanganwira Vamwe (Rwiyo 130)

Tevedzera Jehovha nekuregererawo vamwe nemwoyo wese.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.