Kuva Nerupo Kunoita Kuti Ufare: Rwiyo Nemashoko Acho
Dhaunirodha pepa iri rerwiyo, woimba pamwe chete nevamwe vana nezvemufaro.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Kuva Nerupo Kunoita Kuti Ufare
Pane nzira dzakawanda dzokuratidza nadzo rupo. Unofunga kuti dzimwe dzacho ndedzipi?
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita
Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.