Enda pane zvauri kuda

Kutsungirira Paunenge Wafirwa

Kutsungirira Paunenge Wafirwa

Kana tikafirwa nemunhu watinoda, tinorwadziwa chaizvo. Asi Jehovha anotibatsira. Ngationei kuti anozviita sei.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Kutsungirira Paunenge Wafirwa

Chii chinogona kutibatsira kutsungirira patinenge tafirwa?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.