Kuwedzera Basa Redu Zvichibva Pamwoyo
Zvii zvaungaita kuti uwedzere zvaunoita pakubatsira vamwe?
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Kuwedzera Basa Redu (Rwiyo 84)
Pane zvakawanda zvaunogona kuita kuti ubatsire vamwe.
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita
Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.