Nyengetera Chero Nguva: Rwiyo Nemashoko Acho
Dhaunirodha pepa rerwiyo urwu, woimba pamwe chete naSarudzai. Ona kuti unganyengetera nguvai uye uri panzvimbo yakaita sei.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Nyengetera Chero Nguva
Vhidhiyo iyi inogona kukopwa inodzidzisa vana kuti vanganyengetera kuna Jehovha nguvai uye vari panzvimbo yakaita sei.
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita
Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.