Enda pane zvauri kuda

Nyengetera Kuna Jehovha Zuva Nezuva

Nyengetera Kuna Jehovha Zuva Nezuva

Kunyengetera kunogona kukubatsira kuti uswedere pedyo naJehovha. Ngationei kuti ungazviita sei.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.