Pepa Rekushambadzira: Jehovha Anoregerera
Prinda pepa rekushambadzira vhidhiyo iyi.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Jehovha Anoregerera
Kana tikakanganisa, tinofanira kubva taora mwoyo here? Ngationei chidzidzo chinowanikwa naKuda kubva munyaya iri muBhaibheri.
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita
Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.