Enda pane zvauri kuda

Shandisa Nguva Yako Zvakanaka

Shandisa Nguva Yako Zvakanaka

Batsira Kuda kuti aone kuti ndezvipi zvinonyanya kukosha.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Shandisa Nguva Yako Zvakanaka

Nguva chipo chatakapiwa naJehovha. Tinofanira kuishandisa zvakanaka.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.