Enda pane zvauri kuda

Tinofarira Kunamata Kwemhuri

Tinofarira Kunamata Kwemhuri

Kunamata kwemhuri chipo chinobva kuna Jehovha. Tingaratidza sei kuti tinokoshesa nguva iyi?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Tinofarira Kunamata Kwemhuri

Kunamata kwemhuri kuchakubatsira kuti uswedere pedyo naJehovha.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.