Enda pane zvauri kuda

Zvaungaita Kuti Ugadzirire Kuzopindura?

Zvaungaita Kuti Ugadzirire Kuzopindura?

Zvii zvakaitwa naKuda kuti agadzirire kuzopindura kumisangano? Ko iwe zvii zvaungaitawo?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Gadzirira Kuzopindura

Ndezvipi zvinhu 4 zvaunofanira kuita paunenge uchigadzirira kuzopindura kumisangano?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.