Enda pane zvauri kuda

Zvaunofanira Kuita Muushumiri

Zvaunofanira Kuita Muushumiri

Unogona kubatsira Kuda naSarudzai kuti vazive zvavanofanira kuita muushumiri here?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Zvaunofanira Kuita Muushumiri

Usati waenda muushumiri pane zvinhu 3 zvaunofanira kuyeuka.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.