Enda pane zvauri kuda

Zvininipise

Zvininipise

Jehovha anoona sei vanhu vanozvininipisa? Ngationei.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Zvininipise

Kuda akadzidza kuva munhu anozvininipisa.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.