Chidzidzo 45: Nei Tichifanira Kuteerera Mwari Isu Tisingamuoni?
Nemhaka yei Sarudzai achiteerera Jehovha kunyange zvazvo asingamuoni?
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA
Nei Tichifanira Kuteerera Mwari Isu Tisingamuoni?
Tarisa uone zvinhu zvakanaka zvakasikwa naMwari. Zvinotibatsira kuyeuka kuti ariko kunyange zvazvo tisingamuoni.
MAVHIDHIYO
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha
Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.