Rwiyo 56—Ita Kuti Chokwadi Chive Chako
Imbai nevana pavanenge vachiita kuti chokwadi chive chavo.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA
Ita Kuti Chokwadi Chive Chako
Ndezvipi zvimwe zvaungaite zvingakubatsire kuti ude chokwadi nemwoyo wese?
MAVHIDHIYO
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha
Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.