Enda pane zvauri kuda

Makadhi Evanhu vomuBhaibheri

Potifari

Dhaunirodha kadhi iri remunhu womuBhaibheri uye dzidza nezvaPotifari wokuIjipiti uyo akatenga Josefa kuti ave muranda. Prinda, cheka, peta nepakati, uye chengeta.