Kuziva Zvauri
Uri ani? Zvii zvaunokoshesa muupenyu? Kana uchinyatsoziva zvauri zvinogona kukubatsira kuti usangotevedzera zvinoitwa nevamwe.
My Character
Ndiri Munhu Akaita Sei?
Kuziva zvaunokoshesa, zvaunogona, zvausingakwanisi, uye zvinangwa zvako kuchakubatsira kuita zvinhu zvakanaka paunenge wasangana nemiedzo.
Ndimbori Ani?
Kuziva mhinduro yacho kunogona kukubatsira ukasanganawo nematambudziko.
Kutevedzera Vanhu vomuTV Kwakaipirei?—Chikamu 1: Nyaya Iyi Yakanangana Nevasikana
Vakawanda havazivi kuti pazvinhu zvavanoita vanenge vachitevedzera mumwe munhu.
Kutevedzera Vanhu vomuTV Kwakaipirei?—Chikamu 2: Nyaya Iyi Yakanangana Nevakomana
Kutevedzera vanhu vomuTV kunoita kuti vamwe vasanyanya kukufarira here?
Ndiri Munhu Anovimbwa Naye Here?
Vamwe vana vanopiwa rusununguko rwakakura kudarika vamwe. Sei zvichisiyana?
Nei Ndichifanira Kuva Munhu Akatendeseka?
Vanhu vasina kutendeseka havasi ivo vanowanzobudirira here?
Nei Uchifanira Kuva Munhu Akatendeseka?
Unofanira kunyepa here kuti ubudirire? Ona kuti kuva akatendeseka kwakanakirei.
Uri Munhu Akatendeseka Zvakadini?
Zviongorore uchishandisa zvikamu 3 izvi.
Ndiri Munhu Anotsungirira Here?
Munhu wese anosangana nematambudziko akakura kana kuti madiki, saka zvinokosha kuti udzidze kutsungirira.
Zvaungaita Upenyu Pahunochinja
Upenyu hunochinja. Verenga unzwe kuti vamwe vakaita sei kunyange zvinhu pazvakachinja.
Zvaungaita Kana Watsiurwa
Ungabatsirwa sei nokutsiurwa zvinorwadza?
Ndingaita Sei Pandinoudzwa Zvandinofanira Kugadzirisa?
Vamwe vanhu vakaita semagirazi ekunwira mvura. Vakangotsiurwa zvishoma vanobva vaita sevatoputsika. Ndizvo zvauri here?
Ndingadzidzisa Sei Hana Yangu?
Hana yako inoratidza kuti uri munhu akaita sei uye zvinhu zvaunokoshesa. Hana yako inoratidza kuti uri munhu akaita sei?
Chii Chinonzi Rusarura?
Rusarura rwuri kukanganisa vanhu vakawanda. Dzidza kubva muBhaibheri zvaungaita kuti rusadzika midzi mumwoyo mako.
Ndinozviona Semunhu Asingakanganisi Here?
Ungaziva sei musiyano uripo pakati pekuita zvese zvaunokwanisa uye kuedza kuita zvinhu zvausingakwanisi?
Kusiya Kwaungaita Pfungwa Dzekuzviita Munhu Asingatombokanganisi
Pepa rino richakubatsira kuti uve munhu anonzwisisa pane zvaunotarisira kuita uye zvaunotarisira kuti vamwe vaite
Kuva Neshamwari Dzakawanda paSocial Media Kune Basa Here?
Vamwe vanhu vanoisa upenyu hwavo pangozi nekuda kuti vafarirwe nevanhu. Zvine basa here kuva neshamwari dzakawanda pasocial media?
Ndingaitei Kuti Ndisanyepedzera Kushumira Jehovha?
Matanho 4 anogona kukubatsira kusiya upenyu uhwu hweunyengeri.
Ungaitei Kuti Usafurirwa Neshamwari?
Shamwari dzinogona kuita kuti vanhu vanoita zvakanaka vapedzisire vava kuita zvinhu zvakaipa. Zvii zvaunofanira kuziva uye ungaitei kuti usafurirwa?
Ndingaita Sei Kuti Ndisafurirwe Nevamwe?
Ona kuti zvinotaurwa neBhaibheri zvingakubatsira sei.
Ramba Kufurirwa!
Zvinhu 4 zvinogona kukubatsira kuti usafurirwa nevamwe.
Tsigira Zvakasimba Zvaunotenda!
Ona kuti chii chakabatsira Jeremiya kuzivisa nyevero kurudzi rwevaJudha.
Ndivanaani Vanoita Zvakanaka Vandinoda Kutevedzera?
Kuva nemunhu anoita zvakanaka wekutevedzera kuchakubatsira kuti usapinda muna taisireva uye uzadzise zvaunovavarira kuita muupenyu. Asi ndiani waunofanira kutevedzera?
Kutsvaga Munhu Anoita Zvakanaka Wekutevedzera
Pepa rino richakubatsira kuti usarudze vekutevedzera.
My Actions
Nei Ndichifanira Kubatsira Vamwe?
Kubatsira vamwe kwakanakira zvinhu zvinenge zviviri. Ndezvipi?
Zvandiri Kuronga Kuita Kuti Ndibatsire Vamwe
Vanhu vari kuda rubatsiro rwako havasi kure. Pepa rino rine zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kuti ungazviita sei.
Ndingaita Sei Kana Pane Zvandakanganisa?
Munhu wose anokanganisa, asi havasi vose vanodzidza kubva pakukanganisa kwavo.
Ndingakunda Sei Miedzo?
Inzwa zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kukunda miedzo.
My Appearance
Ndinoratidzika Sei?
Inzwa zvinhu zvitatu zvinowanzoitwa nevakawanda zvausingafaniri kuita panyaya dzefashoni.
Kuongorora Kuti Unoratidzika Sei
Pepa iri rinogona kukubatsira kuti upfeke zvichaita kuti uratidzike zvakanaka.
Zvinotaurwa Nevechiduku Nezvechimiro
Nei kuva nemuviri wakanaka riri dambudziko rakakura kune vechiduku? Vangabatsirwa sei?
Nei Ndichinyanyonetseka Nezvakaita Muviri Wangu?
Inzwa kuti ungaita sei kuti usanyanyonetseka.
Uri Kunetseka Nezvakaita Muviri Wako Here?
Kana uchinetseka nezvakaita muviri wako, zvii zvaungaita kuti usanyanya kunetseka?
Nei Ndichinetseka Nezvakaita Muviri Wangu?
Paunozvitarisa mugirazi, unofarira zvaunoona here? Zvii zvaungaita kuti uve nemuviri wakanaka?
Ndinofanira Kuiswa Tattoo Here?
Chii chingakubatsira kuti usarudze nekuchenjera?
Tanga Wafunga Usati Waiswa Tattoo
Ko tattoo remashoko emuBhaibheri rakaipa here?