MAPEPA EZVANDAKARONGA KUITA Kufunga Nezvemitemo PLAY Pepa rinokubatsira kuti ufunge nezvemitemo, woikurukura nevabereki vako. Dhaunirodha Nyaya Dzinoenderana Neiyi Mapepa Ezvandakaronga Kuita Vari Kuyaruka Zvimwe Zvaunogona Kufarira VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Pamba Panombofanira Kuva Nemitemo Here? Uri kutambudzika nemitemo yepamba yakaiswa nevabereki vako here? Heano mazano anogona kukubatsira kuti uve nemaonero akanaka. VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Sei Vabereki Vangu Vasingadi Kuti Ndimbofarawo? Ona kuti nei dzimwe nguva vabereki vako vachikurambidza zvimwe zvinhu zvaunenge wakumbira, uye kuti ungaitei kuti vakubvumidze zvimwe zvinhu. MAVHIDHIYO EMAKATUNI OKUDHIROWA Ndingataura Sei Nevabereki Vangu? Ungaita sei kana uchinzwa kuti hausi kuda kutaura nevabereki vako? VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Ndatyora Mutemo Wevabereki Vangu, Ndoita Sei? Haukwanise kuchinja zvinenge zvaitika, asi unogona kuita kuti zvinhu zvisawedzere kuipa. Nyaya ino icharatidza kuti ungazviita sei. VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Ndingaita Sei Kuti Vabereki Vangu Vavimbe Neni? Zvinhu zvitatu zvinogona kukubatsira kuti uwedzere kupiwa rusununguko. Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Kufunga Nezvemitemo MAPEPA EZVANDAKARONGA KUITA Kufunga Nezvemitemo Shona Kufunga Nezvemitemo https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/502016167/univ/art/502016167_univ_sqr_xl.jpg