MAVHDHIYO EMAKATUNI EKUDHIROWA Chii Chinonzi Rusarura? PLAY Chii Chinonzi Rusarura? Usakanganiswa nerusarura! Tevedzera zano reBhaibheri kuti uzvidzivirire. Tine urombo, media player yatadza kubudisa zvauri kuda. Dhaunirodha Vhidhiyo Iyi Nyaya Dzinoenderana Neiyi Mavhidhiyo Emakatuni Okudhirowa Vari Kuyaruka Zvimwe Zvaunogona Kufarira BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU Rudo Rwakavimbika Rwuchakunda Ruvengo Riini? Zvakaoma kuti munhu abvise rusaruro mumwoyo make. Inzwa kuti muJudha nemumwe murume wekuPalestine vakazvigona sei. RAMBAI MAKAMUKA! Zvinoita Here Kuti Vanhu Vemarudzi Akasiyana Vabatwe Zvakaenzana?—Bhaibheri Rinomboti Kudii? Mamiriyoni evanhu ari kudzidza kubva muBhaibheri zvavanofanira kuita kuti varemekedze vamwe. BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU Ndaida Kurwisa Rusaruro Rafika akabatana nechimwe chikwata chaida kurwisa rusaruro. Asi akazodzidza kuti Umambo hwaMwari ndihwo huchabvisa rusaruro hwoita kuti panyika pave nerugare. MAVHIDHIYO EMAKATUNI OKUDHIROWA Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi Ona kuti chii chingaita kuti udhererwe uye zvaungaita kuti usadhererwa. MUKAI! Rusarura—Tsvaga Shamwari Dzakasiyana-siyana Ona kubatsira kwazvinoita kuva neshamwari dzakasiyana-siyana. Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Chii Chinonzi Rusarura? MAVHIDHIYO EMAKATUNI OKUDHIROWA Chii Chinonzi Rusarura? Shona Chii Chinonzi Rusarura? https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/502100012/univ/wpub/502100012_univ_sqr_xl.jpg