Enda pane zvauri kuda

Nyaya dzomuBhaibheri Dzokudzidza

Ngwarira Kuda Chinzvimbo!

Dzidza kubva pane zvakaitika kuna Dhavhidhi, Absaromu naJoabhi kuti uone zvakaipira kuda chinzvimbo. Dhaunirodha nyaya yacho, verenga nyaya yacho yomuBhaibheri uye mupfungwa dzako nyaya yacho ngaiite sokunge iri kutoitika!