Enda pane zvauri kuda

Nyaya dzomuBhaibheri Dzokudzidza

Mosesi Anopiwa Basa Rinokosha

Ona kuti Jehovha anogona kutishandisa sei pasinei nokuti tine zvatisingakwanisi kuita. Dhaunirodha nyaya yacho, verenga nyaya yacho yomuBhaibheri uye mupfungwa dzako nyaya yacho ngaiite sokunge iri kutoitika!