Enda pane zvauri kuda

Nyaya dzomuBhaibheri Dzokudzidza

Munhu Ane Maperembudzi Anoporeswa!

Dzidza kubva muBhaibheri nezvemumwe musikana muduku wechiIsraeri akabatsira mukuru weuto reSiriya kuti aporeswe. Dhaunirodha nyaya yacho, verenga nyaya yacho yomuBhaibheri, uye mupfungwa dzako nyaya yacho ngaiite sokunge iri kutoitika!