Enda pane zvauri kuda

BHAIBHERI RINODZIDZISEI?

Chinangwa chaMwari Nokuda Kwenyika Ndechei? (Chikamu 3)

Nyaya ino inobva muchitsauko 3 chebhuku rinozi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?

Mwari achashandisa Umambo hwake kuti azadzise chinangwa chaakasikira nyika uye achabva abvisa matambudziko ose.