Enda pane zvauri kuda

BHAIBHERI RINOMBODZIDZISEI CHAIZVO? (ZVINHU ZVINOBATSIRA PAKUDZIDZA)

Kubhabhatidzwa Uye Ushamwari Hwako naMwari (Chikamu 2)

Nyaya ino yakatorwa muchitsauko 18 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?

Ona kuti Bhaibheri rinoti zvii zvinofanira kutanga zvaitwa nemuKristu asati abhabhatidzwa.