BHAIBHERI RINODZIDZISEI?
Rudzikinuro rwaKristu—Chipo Chikuru Kwazvo chaMwari (Chikamu 1)
Nyaya ino yakatorwa muchitsauko 5 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
Verenga unzwe kuti nei rudzikinuro rwaidiwa uye kuti runobatsira sei vanhu vakatendeka.