BHAIBHERI RINODZIDZISEI?
Tariro Yechokwadi Nokuda Kwevadiwa Vako Vakafa (Chikamu 1)
Nyaya ino yakatorwa muchitsauko 7 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
Verenga uone kuti pane chakaipa here kuti munhu arwadziwe kana afirwa, uye kuti Mwari achabvisa sei kurwadziwa kwacho.