Bhuku Rinotsanangura Zvinhu Zviri muBhaibheri
Bhuku rinotsanangura zvinhu zviri muBhaibheri rinonzi Insight on the Scriptures richakubatsira kunyatsonzwisisa nyaya dzakawanda dzinotaurwa neBhaibheri. Richakubatsira paunenge uchidzidza Bhaibheri uri wega, uye rinotsanangura zvinhu zvakawanda zvakadai sezvinotevera:
vanhu
nzvimbo
zvinhu zvinomera
mhuka
zviitiko zvinokosha
mashoko ari muBhaibheri
unhu
mashoko akashandiswa mumitauro yakatanga kunyorwa Bhaibheri
bhuku rimwe nerimwe riri muBhaibheri
Unogona kuverenga bhuku iri riri muChirungu paIndaneti kuti kudhaunirodha PDF yacho. Bhuku racho rine Volume 1 uye Volume 2.